Mufarinya
Mataridziko
Mufarinya kana mujumbuya (cassava) chirimwa chinodyiwa mudzi wacho. Mudzi uyu unofashaidzwa wodyiwa kana unowomeswa wokuuyiwa kuita hupfu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaYao vanoti chinangwa (cassava). VaMakua vanoti manangwa (cassava) kureva mufarinya.
- VaYao vanoti utandi (cassava flour). Zarma inoti gari kureva hupfu hwemufarinya.
- VaWabo vanoti falriinya (n. cassava) vachireva mufarinya.
- VaKongo vanoti bale (field of cassava) vachireva munda wemufarinya.
- VaMaconde vanoti makaka (dried pieces of cassava), mufarinya wakawomeswa.
- Maconde vanoti shinduli (n. cassava leaf) mashizha emufarinya.
- Luvale vanoti mukamba & mikamba (cassava).
- Venda vioti mutumbula (n. cassava), mufarinya. IsiZulu vanoti umdumbulu mufarinya.